1 Vakorinde 15:58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, hama dzangu dzinodikanwa, mirai makasimba. Pashayiwe chinhu chingakuzungunusai. Muchishandira Ishe zvikuru nguva dzose, nokuti munoziva kuti kubata basa kwenyu muna She hakungavi pasina.

1 Vakorinde 15

1 Vakorinde 15:55-58