1 Vakorinde 15:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

sokupenya, mukubwaira kweziso, nehwamanda yokupedzisira. Nokuti hwamanda icharira, vakafa vachamutswa mukusaparara, uye tichashandurwa.

1 Vakorinde 15

1 Vakorinde 15:43-53