1 Vakorinde 15:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvakanga zvakaita munhu wapanyika, ndizvowo zvakaita vaya vari venyika; uyewo sezvakaita munhu akabva kudenga, ndizvo zvakaitawo vaya vari vokudenga.

1 Vakorinde 15

1 Vakorinde 15:47-55