1 Vakorinde 15:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunewo miviri yokudenga, nemiviri yenyika; asi kubwinya kwemiviri yokudenga ndokumwe kubwinya, kwemiviri yapanyika ndokumwe.

1 Vakorinde 15

1 Vakorinde 15:38-41