1 Vakorinde 15:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ndakarwa nezvikara paEfeso nokuda kwezvikonzero zvapanyama, zvakandibatsireiko? Kana vakafa vasingamutswi,“Ngatidyei uye tinwe,nokuti mangwana tichafa.”

1 Vakorinde 15

1 Vakorinde 15:24-38