1 Vakorinde 15:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake. Zvino kana achiti “zvinhu zvose,” zvakaiswa pasi petsoka dzake, zviri pachena kuti izvi hazvisanganisiri Mwari pachake, iye akaisa zvinhu zvose pasi paKristu.

1 Vakorinde 15

1 Vakorinde 15:22-30