1 Vakorinde 15:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvo, tichaonekwa tiri zvapupu zvaMwari zvenhema, nokuti takapupura kuti Mwari akamutsa Kristu kubva kuvakafa. Asi haana kumumutsa kana zvirokwazvo vakafa vasingamutswi.

1 Vakorinde 15

1 Vakorinde 15:14-17