1 Vakorinde 15:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nokuda kwenyasha dzaMwari ndiri zvandiri uye nyasha dzake kwandiri hadzina kuva pasina. Kwete, nokuti ndakashanda kupfuura vose, asi ndisiri ini, asi nyasha dzaMwari dzaiva neni.

1 Vakorinde 15

1 Vakorinde 15:4-15