1 Vakorinde 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino hama, kana ndikauya kwamuri ndichitaura nendimi, ndingakubatsirai seiko, asi kuti kana ndichitaura nokuzarurirwa kana ruzivo kana chiprofita kana shoko rokurayira?

1 Vakorinde 14

1 Vakorinde 14:1-7