1 Vakorinde 14:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino tichatiiko, hama? Kana muchiungana, mumwe nomumwe ane rwiyo, kana shoko rokurayira, chaakazarurirwa, ndimi kana kududzira. Zvose izvi ngazviitwe kuti zvisimbise kereke.

1 Vakorinde 14

1 Vakorinde 14:19-36