1 Vakorinde 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ani naani anotaura nendimi haatauri kuvanhu asi kuna Mwari. Zvirokwazvo, hapana anomunzwa; anotaura zvakavanzika mumweya wake.

1 Vakorinde 14

1 Vakorinde 14:1-6