1 Vakorinde 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandaiva mwana ndaitaura somwana, ndaifunga somwana, ndairangarira somwana. Zvino zvandava murume, ndakabvisa zvinhu zvoumwana.

1 Vakorinde 13

1 Vakorinde 13:5-13