1 Vakorinde 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange ndikataura nendimi dzavanhu nedzavatumwa, asi kana ndisina rudo, ndakaita sedare rinorira kana ndarira dzinongoti ngwerengwere.

1 Vakorinde 13

1 Vakorinde 13:1-3