1 Vakorinde 12:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo ndinokuudzai kuti hakuna munhu anotaura noMweya waMwari anoti, “Jesu ngaatukwe.” Uye hakuna munhu anoti, “Jesu ndiye Ishe,” asi naMweya Mutsvene.

1 Vakorinde 12

1 Vakorinde 12:1-13