1 Vakorinde 12:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi mitezo yakanaka haidi kushongedzwa. Asi Mwari akabatanidza mitezo yomuviri uye akapa kukudzwa kukuru kumitezo iya isingakudzwi,

1 Vakorinde 12

1 Vakorinde 12:20-29