1 Vakorinde 12:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti tose takabhabhatidzwa noMweya mumwe mumuviri mumwe, vangava vaJudha kana vaGiriki, varanda kana vakasununguka, uye tose tikapiwa kuti tinwe Mweya mumwe.

1 Vakorinde 12

1 Vakorinde 12:9-15