1 Vakorinde 11:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye mukadzi mumwe nomumwe anonyengetera kana kuprofita musoro wake usina kufukidzwa, anoninipisa musoro wake, zvakangofanana nokuva nomusoro wakaveurwa.

1 Vakorinde 11

1 Vakorinde 11:2-7