Kana mumwe aine nzara, anofanira kudya kumba kwake, kuitira kuti pamunoungana pamwe chete murege kutongwa.Uye kana ndichinge ndasvika ndichakudzidzisai zvimwe.