1 Vakorinde 11:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, hamuna dzimba kwamungadyira nokunwira here? Kana kuti munozvidza kereke yaMwari nokunyadzisa vasina chinhu here? Zvino ndichatiiko kwamuri? Ndingakurumbidzai nokuda kwaizvozvi here? Zvirokwazvo kwete!

1 Vakorinde 11

1 Vakorinde 11:21-32