1 Vakorinde 11:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi kuti kana mukadzi ane bvudzi refu, ndiko kubwinya kwake? Nokuti bvudzi refu rakapiwa kwaari kuti rive chifukidzo.

1 Vakorinde 11

1 Vakorinde 11:7-19