1 Vakorinde 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musanamata zvifananidzo, sezvakaita vamwe vavo; sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Vanhu vakagara pasi vakadya, vakanwa, uye vakasimuka kuti vatambe.”

1 Vakorinde 10

1 Vakorinde 10:3-17