1 Vakorinde 10:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana mumwe akati kwauri, “Ichi chipiriso chakabayirwa,” rega kudya, nokuda kwaiye akuratidza, uye nokuda kwehana,

1 Vakorinde 10

1 Vakorinde 10:27-33