1 Vakorinde 10:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvinhu izvi zvakaitika kwavari semienzaniso kwatiri uye zvikanyorwa kuti zvive yambiro kwatiri, iyesu takasvikirwa nokuzadziswa kwokuguma kwenyika.

1 Vakorinde 10

1 Vakorinde 10:1-20