1 Vakorinde 1:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hama dzangu, rangarirai zvamakanga muri pamakadanwa. Havazi vazhinji venyu vaiva namasimba; havazi vazhinji vaikudzwa pakuzvarwa kwavo.

1 Vakorinde 1

1 Vakorinde 1:16-29