1 Vakorinde 1:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti muuchenjeri hwaMwari, nyika kubudikidza nouchenjeri hwayo, haina kumuziva, Mwari akafadzwa nazvo kuti vanotenda avaponese kubudikidza noupenzi hwezvakaparidzwa.

1 Vakorinde 1

1 Vakorinde 1:14-27