1 Vakorinde 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Kristu haana kundituma kuti ndinobhabhatidza asi kuti ndinoparidza vhangeri, kwete namashoko ouchenjeri hwavanhu, kuti muchinjikwa waKristu urege kupedzwa simba rawo.

1 Vakorinde 1

1 Vakorinde 1:11-23