1 Timoti 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Irwa kurwa kwakanaka kwokutenda. Ubatisise upenyu husingaperi hwawakadanirwa kwahuri pawakapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.

1 Timoti 6

1 Timoti 6:2-13