1 Timoti 5:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana chirikadzi ina vana kana vazukuru, ava ngavatange ivo kudzidza kurarama chinamato chavo kumhuri dzavo uye vadzosere zvakafanira kuvabereki vavo uye navakwegura, nokuti izvi zvinofadza Mwari.

1 Timoti 5

1 Timoti 5:1-11