1 Timoti 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ukadzidzisa hama zvinhu izvi, uchava mushumiri akanaka waKristu Jesu, akarerwa muzvokwadi yokutenda uye nedzidziso yakanaka yawakatevera.

1 Timoti 4

1 Timoti 4:3-14