1 Timoti 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanodzivisa vanhu kuwanana uye vachivarayira kuti varege kudya zvimwe zvokudya, izvo zvakasikwa naMwari kuti zvigamuchirwe nokuvonga naavo vanotenda uye vanoziva chokwadi.

1 Timoti 4

1 Timoti 4:1-11