1 Timoti 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mutariri anofanira kuva munhu asina chaangapomerwa, murume womukadzi mumwe chete, anozvidzora, anokudzwa, anoitira vaeni rudo, anoziva kudzidzisa,

1 Timoti 3

1 Timoti 3:1-10