1 Timoti 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mudhikoni anofanira kuva murume ano mukadzi mumwe chete uye anofanira kugona kubata vana vake nemba yake zvakanaka.

1 Timoti 3

1 Timoti 3:4-16