1 Timoti 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Timoti, mwanakomana wangu, ndinokupa murayiro uyu maererano nezvakaprofitwa kare pamusoro pako, kuti kana ukautevera ucharwa kurwa kwakanaka.

1 Timoti 1

1 Timoti 1:12-20