1 Samueri 9:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakamuka zuva richangobuda Samueri akadana Sauro ari padenga pemba akati, “Gadzirira ndigokurega uende hako.” Sauro akati agadzirira iye naSamueri vakabuda panze pamwe chete.

1 Samueri 9

1 Samueri 9:18-27