1 Samueri 9:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akapindura akati, “Ndini muoni. Chitungamira mberi kwangu kunzvimbo yakakwirira, nokuti nhasi unofanira kudya neni, mangwanani ndichakurega uchienda uye ndichakuudza zvose zviri mumweya mako.

1 Samueri 9

1 Samueri 9:9-27