1 Samueri 9:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakakwira kuguta, uye pavakanga vava kupindamo vakaona Samueri achiuya nokwavakanga vari, ari munzira yake achikwidza kunzvimbo yakakwirira.

1 Samueri 9

1 Samueri 9:12-20