1 Samueri 9:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavaikwira gomo kuenda kuguta iri, vakasangana navasikana vaienda kundochera mvura, vakavabvunza vachiti, “Muoni aripo here?”

1 Samueri 9

1 Samueri 9:3-13