1 Samueri 8:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Izvi ndizvo zvichaitwa neachakutongai: Achatora vanakomana venyu agoita kuti vashande nengoro dzake dzehondo namabhiza, uye vachamhanya vari mberi kwengoro dzake.

1 Samueri 8

1 Samueri 8:6-20