1 Samueri 7:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vaFiristia vakakurirwa uye havana kuzorwisa nyika yavaIsraeri zvakare. Uye ruoko rwaJehovha rwakarwa navaFiristia mazuva ose aSamueri.

1 Samueri 7

1 Samueri 7:6-17