1 Samueri 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume veIsraeri vakachimbidza kubuda muMizipa vakadzingirira vaFiristia, vakavauraya munzira kusvikira kunzvimbo iri zasi kweBhetikari.

1 Samueri 7

1 Samueri 7:3-17