1 Samueri 6:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaRevhi vakaburutsa areka yaJehovha, pamwe chete nebhokisi raiva nezviumbwa zvegoridhe, vakazvigadzika padombo guru. Musi iwoyo vanhu veBhetishemeshi vakapa zvipiriso zvinopiswa vakabayira zvibayiro kuna Jehovha.

1 Samueri 6

1 Samueri 6:8-18