1 Samueri 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mhou dzakakwidza kuenda Bhetishemeshi, dzakati tande nenzira uye dzichikuma nzira yose; hadzina kutendeukira kurudyi kana kuruboshwe. Vatongi vavaFiristia vakadzitevera kusvikira kumuganhu weBhetishemeshi.

1 Samueri 6

1 Samueri 6:4-21