1 Samueri 5:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakadana pamwe chete vatongi vose vavaFiristia vakavabvunza vachiti, “Toitei neareka yaMwari weIsraeri?” Vakapindura vachiti, “Itai kuti areka yaMwari weIsraeri iendeswe kuGati.” Saka vakabvisa areka yaMwari weIsraeri.

1 Samueri 5

1 Samueri 5:4-12