1 Samueri 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu veAshidhodhi pavakamuka mangwananingwanani zuva raitevera, wanei hoyo Dhagoni akawira pasi nechiso pamberi peareka yaJehovha! Vakatora Dhagoni vakamudzosera panzvimbo yake.

1 Samueri 5

1 Samueri 5:1-11