1 Samueri 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakaendesa areka yaMwari kuEkironi. Areka yaMwari payakanga yava kupinda muEkironi, vanhu veEkironi vakadanidzira, vachiti, “Vauyisa areka yaMwari weIsraeri kuti vatiuraye isu navanhu vedu.”

1 Samueri 5

1 Samueri 5:6-12