1 Samueri 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vaFiristia vakatya. Vakati, “Mwari asvika mumusasa. Tava munhamo! Hapana chinhu chakadai seichi chati chamboitika.

1 Samueri 4

1 Samueri 4:4-14