1 Samueri 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaFiristia vakagadzirira varwi vavo kuti vandosangana neIsraeri, uye hondo payakanga yava kupararira, Israeri yakakundwa navaFiristia, vakauraya varume zviuru zvina zvavo pavairwira.

1 Samueri 4

1 Samueri 4:1-7