1 Samueri 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakasvikako, Eri akanga akagara pachigaro chake parutivi rwenzira, akangotarisa, nokuti mwoyo wake waityira areka yaJehovha. Murume uyu paakapinda muguta akataura zvakanga zvaitika, guta rose rakachema.

1 Samueri 4

1 Samueri 4:3-17