1 Samueri 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vaFiristia vakarwa, vaIsraeri vakakundwa uye munhu wose akatiza achidzokera kutende rake. Pakava nokuurayiwa kukuru; Israeri yakarasikirwa navarwi vetsoka zviuru makumi matatu.

1 Samueri 4

1 Samueri 4:3-11