1 Samueri 31:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Fume mangwana, vaFiristia vakati vachiuya kuzobvisa zvitunha, vakawana Sauro navanakomana vake vatatu vakawirawo pasi vakafa paGomo reGiribhoa.

1 Samueri 31

1 Samueri 31:1-13